Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezira 4:4 - Compare All Versions

Ezira 4:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo marudzi akanga akavakomberedza akauya kuzoodza mwoyo yavanhu veJudha uye nokuvaita kuti vatye kuramba vachivaka.

Pakurirana nevamwe
Ezira 4 BDSC

Ezira 4:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ipapo vanhu venyika iyo vakashaisa maoko avanhu vaJudha simba, vakavatambudza pakuvaka

Pakurirana nevamwe
Ezira 4 SNA2002

Ezira 4:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vanhu vomunyika umu vakaodza mwoyo vanhu vokwaJudha vachivapinza mukutya kuvaka

Pakurirana nevamwe
Ezira 4 SCLBD

Ezira 4:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ipapo ʋanhu ʋenyika iyo ʋakashaisa maʋoko aʋanhu ʋaJuda simba, ʋakaʋatambudza pakuʋaka

Pakurirana nevamwe
Ezira 4 SUB1949

Ezira 4:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vanhu vomunyika umu vakaodza mwoyo vanhu vokwaJudha vachivapinza mukutya kuvaka

Pakurirana nevamwe
Ezira 4 SCLB