Ezira 3:9
Ezira 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jeshua navanakomana vake nehama dzake naKadhimieri navanakomana vake (zvizvarwa zvaHodhavhia) navanakomana vaHenadhadhi navanakomana vavo nehama dzavo, navaRevhi vose vakabatana pamwe chete navo pakutarira vaishanda paimba yaMwari.
Ezira 3:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jeshua navanakomana vake nehama dzake, naKadhimieri navanakomana vake, vanakomana vaJudha, vakamira nomwoyo mumwe vachitarira vaibata paimba yaMwari; navanakomana vaHenadhadhi, navanakomana vavo nehama dzavo, vaRevhi.
Ezira 3:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jeshua navanakomana vake nehama dzake pamwechete naKadhimieri navanakomanawo vake, vechizvarwa chokwaJudha, ndivo vakasimuka vova vokuona nezvevashandi vebasa remba yaMwari pamwechete navanakomana vokwaHenadhadhi nevaRevhi navanawo vavo vakomana nehama dzavo.
Ezira 3:9 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ipapo Jeshua naʋanakomana ʋake nehama dzake, naKadmieri naʋanakomana ʋake, ʋanakomana ʋaJuda, ʋakamira nomŋoyo mumŋe ʋacitarira ʋaiɓata paimba yaMŋari; naʋanakomana ʋaHenadadi, naʋanakomana ʋaʋo nehama dzaʋo, ʋaRevi.
Ezira 3:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)