Ezira 3:4
Ezira 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo vakapemberera Mutambo waMatumba sezvazvakanga zvakanyorwa, nouwandu hwaidikanwa hwezvipiriso zvinopiswa hwakanga hwakanyorwa, hwezuva rimwe nerimwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezira 3Ezira 3:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakaitawo mutambo wamatumba, sezvakanga zvanyorwa; vakauya nezvipiriso zvaipiswa zuva rimwe nerimwe sezvakataurwa, sezvavakarairwa, zvakadikanwa pazuva rimwe nerimwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezira 3Ezira 3:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakachengeta Mazuva Makuru eMatumba sokunyorwa kwazvakaitwa vachipira mipiro yokupisa yemazuva ose. Uwandi hwayo huchifambiranawo nezviri pamurao sezvainge zvichidiwa pazuva nepazuva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezira 3