Ezira 3:1
Ezira 3:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwedzi wechinomwe wakati wasvika uye vana veIsraeri vakanga vagara mumaguta avo, vanhu vakaungana pamwe chete somunhu mumwe chete muJerusarema.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezira 3Ezira 3:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino mwedzi wechinomwe wakati wasvika, vana vaIsiraeri vava mumaguta avo, vanhu vakaungana pamwechete nomwoyo mumwe paJerusaremu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezira 3Ezira 3:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pakazosvika mwedzi wechinomwe vaIsiraeri vakanga vatova mumaguta. Vanhu vakaungana muJerusaremu vaine pfungwa imwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezira 3