Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 6:10 - Compare All Versions

Ezekieri 6:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Uye vachaziva kuti ndini Jehovha; handina kutaura pasina kuti ndichauyisa njodzi iyi pamusoro pavo.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 6 BDSC

Ezekieri 6:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino ivo vachaziva kuti ndini Jehovha; handina kureva pasina kuti ndichavaitira zvakaipa izvozvo.”

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 6 SNA2002

Ezekieri 6:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndipo pavachazoziva kuti ini ndini Tenzi. Handina kutaura pasina kuti ndichavaitira zvakaipa izvi.”

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 6 SCLBD

Ezekieri 6:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino iʋo ʋacaziʋa kuti ndini Jehova; handina‐kureʋa pasina kuti ndicaʋaitira ɀakaipa iɀoɀo.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 6 SUB1949

Ezekieri 6:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndipo pavachazoziva kuti ini ndini Tenzi. Handina kutaura pasina kuti ndichavaitira zvakaipa izvi.”

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 6 SCLB