Ezekieri 5:9 - Compare All Versions
Ezekieri 5:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwezvifananidzo zvako zvinonyangadza, ndichakuitira zvandisina kumboita kare uye handichazozviitizve.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 5 BDSCEzekieri 5:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaita pakati penyu zvandisina kumboita, uye handingatongoitizve zvakadai, nemhaka yezvinonyangadza zvenyu zvose.’
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 5 SNA2002Ezekieri 5:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Uyewo pamusana pezvinosemesa zvako zvose ndichaita kwauri zvandisati ndamboita uye zvinhu zvakadaro handimbofa ndakazviitazve.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 5 SCLBDEzekieri 5:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ndicaita pakati penyu ɀandisina‐kumboita, ʋuye handiŋgatoŋgoiti ɀe ɀakaɗai, nemhaka yeɀinonyaŋgadza ɀenyu ɀose.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 5 SUB1949Ezekieri 5:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyewo pamusana pezvinosemesa zvako zvose ndichaita kwauri zvandisati ndamboita uye zvinhu zvakadaro handimbofa ndakazviitazve.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 5 SCLB