Ezekieri 39:29
Ezekieri 39:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Handingazovavanzirizve chiso changu, nokuti ndichadurura Mweya wangu pamusoro peimba yaIsraeri, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 39Ezekieri 39:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
uye handingazovavanziri chiso changu; nokuti ndakadurura mweya wangu pamusoro peimba yaIsiraeri,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 39Ezekieri 39:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uye handichazozvivanzazve uso kwavari pandichadururira Mweya wangu pamba yaIsiraeri” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 39