Ezekieri 38:23
Ezekieri 38:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokudaro ndicharatidza ukuru hwangu noutsvene hwangu, uye ndichazvizivisa pamberi pendudzi zhinji. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 38Ezekieri 38:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ini ndichazvikurisa, nokuzviita mutsvene, nokuzvizivisa pamberi pamarudzi mazhinji; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 38Ezekieri 38:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndokuratidza kwandichaita ukuru hwangu nokuera kwangu ndichiita kuti ndizivikanwe namarudzi avanhu. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 38