Ezekieri 37:6
Ezekieri 37:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichaisa marunda pamuri ndigoita kuti muve nenyama pamusoro penyu uye ndichakufukidzai neganda; ndichaisa mweya mukati menyu uye muchava vapenyu. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 37Ezekieri 37:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichaisa marunda pamusoro penyu, nokuuyisa nyama pamusoro penyu, nokukufukidzai neganda, nokuisa mweya mukati menyu, murarame; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 37Ezekieri 37:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichaisa marunda pamuri, ndichaitawo kuti nyama ive pamuri ndikuputirei neganda ndigokufemerai mweya mamuri muchiva vapenyu. Muchabva maziva kuti ndini Tenzi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 37