Ezekieri 37:3
Ezekieri 37:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akandibvunza akati, “Mwanakomana womunhu, mapfupa aya angararama here?” Ini ndakati, “Imi Ishe Jehovha, iyemi moga munoziva.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 37Ezekieri 37:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwandiri, “Mwanakomana, mapfupa awa angararama here?” Ndikapindura, ndikati, “Imi Ishe Jehovha munozviziva.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 37Ezekieri 37:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Akanditi nhai mwanakomana womunhu mapfupa aya angava mapenyu here?” Ini ndakati, “Imi Tenzi Mwari ndimi munoziva.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 37