Ezekieri 36:27
Ezekieri 36:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye ndichaisa Mweya wangu mukati menyu uye ndichakuitai kuti mutevere mitemo yangu mugochenjerera kuchengeta mirayiro yangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 36Ezekieri 36:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Uye ndichaisa Mweya wangu mukati menyu, nokukufambisai nemitemo yangu; muchachengeta zvandakarayira nokuzviita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 36Ezekieri 36:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichaisa mweya wangu mamuri, ndigoita kuti mutevere mirawo yangu nokuchengeta zvirewo zvangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 36