Ezekieri 36:25
Ezekieri 36:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichasasa mvura yakachena pamusoro penyu, uye muchava vakachena, ndichakunatsai patsvina yenyu yose napazvifananidzo zvenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 36Ezekieri 36:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ndichasasa mvura yakachena pamusoro penyu, muve vakachena; ndichakunatsai matsvina enyu ose nezvifananidzo zvenyu zvose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 36Ezekieri 36:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichakusasai mvura yakachena muchibva machenurwa kun'ora kwenyu kwose. Ndichakuchenurai kuzvifananidzo zvenyu zvokunamata.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 36