Ezekieri 20:20
Ezekieri 20:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Chengetai maSabata angu ave matsvene, kuti ave chiratidzo pakati pedu. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 20Ezekieri 20:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
maSabata angu ngaave matsvene kwamuri; zvigova chiratidzo pakati pangu nemi, kuti muzive kuti ndini Jehovha Mwari wenyu.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 20Ezekieri 20:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
muerese masabata angu kuitira kuti uve somucherechedzo pakati pangu nemi mugoziva kuti ini Tenzi ndini Mwari wenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 20