Ezekieri 20:12
Ezekieri 20:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uyezve ndakavapa maSabata angu sechiratidzo pakati pedu, kuti vagoziva kuti ini Jehovha ndini ndakavaita vatsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 20Ezekieri 20:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakavapawo maSabata angu, chive chiratidzo pakati pangu navo, kuti vazive kuti ndini Jehovha, ndinovaita vatsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 20Ezekieri 20:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakavapawo mazuva angu eSabata sechiratidzo pakati pangu navo kuti vazive kuti ini Tenzi, ndini ndinovaita kuti vave vatsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 20