Ezekieri 2:1
Ezekieri 2:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, simuka netsoka dzako nditaure newe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 2Ezekieri 2:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, mira namakumbo ako, ini nditaure newe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 2Ezekieri 2:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu mira namakumbo ako nditaure newe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 2