Ezekieri 18:9 - Compare All Versions
Ezekieri 18:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anotevera mitemo yangu, uye akatendeka pakuchengeta mirayiro yangu. Munhu uyo akarurama; zvirokwazvo achararama, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 BDSCEzekieri 18:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
akafamba nemitemo yangu, akachengeta zvandakarayira, kuti aite zvamazvokwadi; iye akarurama, zvirokwazvo achararama,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SNA2002Ezekieri 18:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
anotevera mitemo yangu achinyatsochengeta mirawo yangu, mururami. Anofanira kurarama, ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SCLBDEzekieri 18:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
wakafamba nemitemo yaŋgu, akaceŋgeta ɀandakaraira, kuti aite ɀamaɀokwaɗi; iye wakarurama, ɀirokwaɀo ucararama — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SUB1949Ezekieri 18:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
anotevera mitemo yangu achinyatsochengeta mirawo yangu, mururami. Anofanira kurarama, ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SCLB