Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 18:23 - Compare All Versions

Ezekieri 18:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ko, ndingafarira rufu rwowakaipa here? Ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Asi handifari here pavanotendeuka kubva panzira dzavo kuti vararame?

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 BDSC

Ezekieri 18:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ko ini ndingatongofarira rufu rwowakaipa here?” Ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha; “Handizinofarira kudzoka kwake panzira yake, ararame here?

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SNA2002

Ezekieri 18:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndinofarira rufu rwomuipi here?” Ndizvo zviri kubvunza Tenzi Mwari, “Ndisingatofarira kuti atendeuke kunzira dzake agorarama?

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SCLBD

Ezekieri 18:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ko ini ndiŋgatoŋgofarira rufu rwowakaipa here? — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova; handizinofarira kudzoka kwake panzira yake, ararame here?

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SUB1949

Ezekieri 18:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndinofarira rufu rwomuipi here?” Ndizvo zviri kubvunza Tenzi Mwari, “Ndisingatofarira kuti atendeuke kunzira dzake agorarama?

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SCLB