Ezekieri 18:21 - Compare All Versions
Ezekieri 18:21 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi kana akaipa akatendeuka kubva pazvivi zvaakaita uye akachengeta mitemo yangu, akaita nokururamisira uye nokururama, zvirokwazvo achararama; haangafi zvirokwazvo.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 BDSCEzekieri 18:21 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi kana akaipa akatendeuka pazvivi zvake zvose zvaakaita, akachengeta mitemo yangu yose, akaita zvinorehwa nomurayiro nezvakarurama, zvirokwazvo achararama, haangafi.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SNA2002Ezekieri 18:21 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Asi kana munhu akaipa akasiyana nezvitadzo zvake zvose zvaakapara oita zviri pamutemo zvakarurama, anofanira kurarama, haafe.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SCLBDEzekieri 18:21 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi kana wakaipa akatendeʋuka paɀiʋi ɀake ɀose ɀaakaita, akaceŋgeta mitemo yaŋgu yose, akaita ɀinorebga nomurairo neɀakarurama, ɀirokwaɀo ucararama, haaŋgafi.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SUB1949Ezekieri 18:21 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi kana munhu akaipa akasiyana nezvitadzo zvake zvose zvaakapara oita zviri pamutemo zvakarurama, anofanira kurarama, haafe.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SCLB