Ezekieri 16:4
Ezekieri 16:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pazuva rawakaberekwa rukuvhute rwako haruna kugurwa, uye hauna kushambidzwa nemvura kuti uchene, uye hauna kutongokwizwa nomunyu kana kuputirwa mumucheka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 16Ezekieri 16:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana kuri kuberekwa kwako, pazuva rokuzvarwa kwako rukuvhute rwako haruna kugurwa, uye hauna kushambidzwa nemvura kuti unake; hauna kutongokwizwa nomunyu, kana kuputirwa mumachira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 16Ezekieri 16:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Maberekerwo ako ndiwaya aya, pamusi wawaberekwa rukuvhute rwako haruna kuchekwa hauna kushambidzwa mumvura kuti uchene. Hauna kana kukwizwa munyu kana kuputirwa namachira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 16