Ezekieri 15:8 - Compare All Versions
Ezekieri 15:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaparadza nyika nokuti vakanga vasina kutendeka, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.”
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 15 BDSCEzekieri 15:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichaparadza nyika, nokuti vakandidarikira,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 15 SNA2002Ezekieri 15:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndichaita kuti nyika iyoyi ive renje zvaro. Nokuti kuita kwavo hakuna kutendeka.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 15 SCLBDEzekieri 15:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ndicaparadza nyika, nokuti ʋakandiɗarikira — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 15 SUB1949Ezekieri 15:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti nyika iyoyi ive renje zvaro. Nokuti kuita kwavo hakuna kutendeka.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 15 SCLB