Ezekieri 14:6
Ezekieri 14:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Naizvozvo uti kuimba yeIsraeri, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Tendeukai! Dzokai mufuratire zvifananidzo zvenyu musiye mabasa enyu ose anonyangadza!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 14Ezekieri 14:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Naizvozvo iti kuimba yaIsiraeri, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, dzokai, mufuratire zvifananidzo zvenyu, mufuratidze zvinonyangadza zvenyu zvose zviso zvenyu.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 14Ezekieri 14:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Naizvozvo chiti kumba yaIsiraeri, zvanzi naTenzi Mwari pindukai mufuratire zvifananidzo zvenyu zvokunamata mufuratire zvinhu zvenyu zvose zvinosemesa izvi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 14