Ezekieri 14:5
Ezekieri 14:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichaita izvi kuti ndibatezve mwoyo yavanhu veIsraeri, ivo vakandisiya vose kuti vatevere zvifananidzo zvavo.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 14Ezekieri 14:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti ndibate imba yaIsiraeri mumwoyo yavo, nokuti vava vatorwa kwandiri nemhaka yezvifananidzo zvavo.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 14Ezekieri 14:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chandichadariro ndechokuti ndibate mwoyo yevemba yaIsiraeri vose vakasiyana neni pamusana pezvifananidzo zvavo zvokunamata.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 14