Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 14:14 - Compare All Versions

Ezekieri 14:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

kunyange dai varume vatatu ava, Noa, Dhanieri naJobho, vaiva mairi vaingogona kuzviponesa ivo pachavo nokuda kwokururama kwavo, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 14 BDSC

Ezekieri 14:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

kunyange vanhu ava vatatu, Noa naDhanieri naJobho, vakavamo, vangarwira mweya yavo yoga nokururama kwavo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 14 SNA2002

Ezekieri 14:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

kunyange zvazvo varume vatatu ava vanoti Nowa naDhanieri naJobhu vaivamo, chavaikwanisa chete kungozvinunura upenyu noururami hwavo ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 14 SCLBD

Ezekieri 14:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

kunyaŋge ʋanhu aʋa ʋatatu, Noa naDanieri naJobo, ʋakaʋa’mo, ʋaŋgarwira mŋeya yaʋo yoga nokururama kwaʋo — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 14 SUB1949

Ezekieri 14:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

kunyange zvazvo varume vatatu ava vanoti Nowa naDhanieri naJobhu vaivamo, chavaikwanisa chete kungozvinunura upenyu noururami hwavo ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 14 SCLB