Ezekieri 11:20
Ezekieri 11:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo vachatevera mitemo yangu uye vachachenjerera kuchengeta mirayiro yangu. Vachava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 11Ezekieri 11:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti vafambe nemitemo yangu, vachengete zvandakarayira nokuzviita; ivo vachava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 11Ezekieri 11:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
kuitira kuti vatevere mirao yangu vachichengeta zvirevo zvangu nokuzviteerera. Ivo vachava vanhu vangu ini ndichava Mwari wavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 11