Ekisodho 7:3-4
Ekisodho 7:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ini ndichaomesa mwoyo waFarao, ndichawanza zviratidzo zvangu nezvishamiso zvangu panyika yeIjipiti. Asi Farao haangakuteerereyi; ipapo ndichaisa ruoko rwangu pamusoro peIjipiti, ndikabudisa hondo dzangu, ivo vanhu vangu, vana vaIsiraeri, munyika yeIjipiti nokutonga kukuru.
Ekisodho 7:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi ndichaomesa mwoyo waFaro uye kunyange ndikawanza zviratidzo nezvishamiso zvangu muIjipiti, haazombokuteereri. Ipapo ndichaisa ruoko rwangu pamusoro peIjipiti uye namabasa okutonga kukuru ndichabudisa hondo dzangu, ivo vanhu vangu vaIsraeri.
Ekisodho 7:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ini ndichaomesa mwoyo waFarao, ndichawanza zviratidzo zvangu nezvishamiso zvangu panyika yeIjipiti. Asi Farao haangakuteerereyi; ipapo ndichaisa ruoko rwangu pamusoro peIjipiti, ndikabudisa hondo dzangu, ivo vanhu vangu, vana vaIsiraeri, munyika yeIjipiti nokutonga kukuru.
Ekisodho 7:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ini ndichaita kuti Farao aomese mwoyo wake zvokuti kunyange ndikaita zviratidzo nezvishamiso zvakawanda zvikadii zvazvo munyika yeIjipiti, Farao acharamba kunzwa zvamunoreva. Ndipo pandicharova Ijipiti ndichiiranga neshamhu inorwadza kwazvo ndichizoburitsa muIjipiti hondo dzangu dzavanhu, vanhu vangu vaIsiraeri.
Ekisodho 7:3-4 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ini ndicawomesa mŋoyo waFarao, ndicawanza ɀiratidzo ɀaŋgu neɀishamiso ɀaŋgu panyika yeEgipita. Asi Farao haaŋgakutereriyi; ipapo ndicaisa ruʋoko rwaŋgu pamsoro peEgipita, ndikaɓuɗisa hondo dzaŋgu, iʋo ʋanhu ʋaŋgu, ʋana ʋaIsraeri, munyika yeEgipita nokutoŋga kukuru.
Ekisodho 7:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)