Ekisodho 5:23
Ekisodho 5:23 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti kubva paŋguʋa yandakaenda nayo kunaFarao kundotaura nezita renyu, iye wakaitira ʋanhu aʋa ɀakaipa; hamuna‐kutoŋgorwira ʋanhu ʋenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 5Ekisodho 5:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kubva pandakaenda kuna Faro kuti ndinotaura muzita renyu, iye akauyisa dambudziko pamusoro pavanhu ava, uye imi hamuna kutongonunura vanhu venyu napaduku.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 5Ekisodho 5:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kubva panguva yandakaenda nayo kuna Farao kundotaura nezita renyu, iye akaitira vanhu ava zvakaipa; hamuna kutongorwira vanhu venyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 5Ekisodho 5:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tarisai muone kubvira pamusi wandakaenda kuna Farao kundomuudza zvamakareva, Farao akabva atangawo kuitira vanhu venyu utsinye. Asi imi hamuna zvenyu kana kumbonunura vanhu venyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 5