Ekisodho 4:13
Ekisodho 4:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Mozisi akati, “Haiwa Jehovha, ndapota hangu, tumai henyu mumwe kuti aite izvozvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 4Ekisodho 4:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akati, “Haiwa, Ishe, tumai henyu wamunoda kutuma naye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 4Ekisodho 4:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Mosesi akati, “Ndapota zvangu Tenzi wangu, tumai zvenyu mumwe munhu!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 4