Ekisodho 35:30 - Compare All Versions
Ekisodho 35:30 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akati kuvaIsraeri, “Tarirai, Jehovha asarudza Bhezareri mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha
Pakurirana nevamwe
Ekisodho 35 BDSCEkisodho 35:30 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akati kuvana vaIsiraeri, “Tarirai, Jehovha wakadana nezita rake Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha
Pakurirana nevamwe
Ekisodho 35 SNA2002Ekisodho 35:30 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino Mosesi akati kuʋana ʋaIsraeri: Tarirai, Jehova wakaɗana nezita rake Bezareri, mŋanakomana waUri, mŋanakomana waHuri, worudzi rwaJuda
Pakurirana nevamwe
Ekisodho 35 SUB1949Ekisodho 35:30 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akaudza vaIsiraeri kuti, “Chinzwaika, Tenzi akadoma nezita Bhezarieri, mwanakomana waUri, muzukuru waHuru wedzinza rokwaJudha, akamusarudza.
Pakurirana nevamwe
Ekisodho 35 SCLBEkisodho 35:30 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mosesi akaudza vaIsiraeri kuti, “Chinzwaika, Tenzi akadoma nezita Bhezarieri, mwanakomana waUri, muzukuru waHuru wedzinza rokwaJudha, akamusarudza.
Pakurirana nevamwe
Ekisodho 35 SCLBD