Ekisodho 33:14
Ekisodho 33:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Mwari akapindura achiti, “Ndichaenda ndichiratidza kuti ndinemi, ndigokupai rugare.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 33Ekisodho 33:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akapindura akati, “Kuvapo kwangu kuchaenda newe, uye ndichakupa zororo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 33Ekisodho 33:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akati, “Ini ndimene ndichaenda newe, ndikupe zororo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 33Ekisodho 33:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akapindura achiti, “Ndichaenda ndichiratidza kuti ndinemi, ndigokupai rugare.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 33