Ekisodho 3:4
Ekisodho 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akati aona kuti akanga aendako kuti andoona, Mwari akadana kwaari kubva mugwenzi akati, “Mozisi! Mozisi!” Uye Mozisi akati, “Ndiri pano hangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 3Ekisodho 3:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jehovha akati achiona kuti wotsaukira kuti aone, Mwari akadana ari mukati megwenzi, akati, “Mosesi, Mosesi!” Iye akati, “Ndiri pano hangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 3Ekisodho 3:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi paakaona kuti Mosesi ari kuswederapo kuzoona, Mwari akadaidzira kwaari ari mugwenzi iroro achiti, “Mosesi! Mosesi!” Iye akati, “Ndiri pano!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 3