Ekisodho 20:20 - Compare All Versions
Ekisodho 20:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akati kuvanhu, “Musatya. Mwari auya kuzokuedzai, kuitira kuti kutya Mwari kugova nemi, kuti murege kutadza.”
Pakurirana nevamwe
Ekisodho 20 BDSCEkisodho 20:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akati kuvanhu, “Musatya henyu, nokuti Mwari akauya kuzokuidzai, kuti mugare muchimutya, murege kutadza.”
Pakurirana nevamwe
Ekisodho 20 SNA2002Ekisodho 20:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mosesi akati kuvanhu, “Musatye henyu nokuti Mwari auya kuzoona kuti muri vanhu vakadii. Anodawo kuti kumutya kukupindei muropa, murege kumutadzira.”
Pakurirana nevamwe
Ekisodho 20 SCLBDEkisodho 20:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Mosesi akati kuʋanhu: Musatya henyu, nokuti Mŋari wakaʋuya kuzokuidzai, kuti mugare mucimutya, murege kutadza.
Pakurirana nevamwe
Ekisodho 20 SUB1949Ekisodho 20:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akati kuvanhu, “Musatye henyu nokuti Mwari auya kuzoona kuti muri vanhu vakadii. Anodawo kuti kumutya kukupindei muropa, murege kumutadzira.”
Pakurirana nevamwe
Ekisodho 20 SCLB