Ekisodho 2:9
Ekisodho 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwanasikana waFaro akati kwavari, “Tora mwana uyu unondirererawo, uye ini ndichakupa muripo wako.” Saka mukadzi akatora mwana akamurera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 2Ekisodho 2:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mukunda waFarao akati kwavari, “Tora mwana uyu, undimwisire ndigokupa mubayiro wako.” Mukadzi akatora mwana, akandomuyamwisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 2Ekisodho 2:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mukunda waFarao akati kwavari, “Torai mwana uyu, mundiyamwisirewo ndichakupai mubayiro wenyu woureri.” Ivo vakatora mwana vakandomurera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 2