Ekisodho 2:24-25
Ekisodho 2:24-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari akanzwa kugomera kwavo uye akarangarira sungano yake naAbhurahama, naIsaka uye naJakobho. Saka Mwari akatarisa pamusoro pavaIsraeri akava nehanya navo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 2Ekisodho 2:24-25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari akanzwa kugomba kwavo, Mwari akarangarira sungano yake naAbhurahamu, naIsaka, naJakobho. Mwari akaona vana vaIsiraeri, Mwari akavarangarira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 2Ekisodho 2:24-25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akanzwa kudandaura kwavo nenhamo ndokurangarira chitenderano chaakaita naAbhurahamu naIsaki naJakobho. Mwari akatarisa vaIsiraeri akaita hanya navo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 2