Ekisodho 14:13
Ekisodho 14:13 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino Mosesi akati kuʋanhu: Musatya henyu, mirai, mugoʋona sunuŋguro yaJehova, yaacakuitirai nhasi, nokuti ʋaEgipita ʋamaʋona nhasi, hamuŋgazoʋaʋoni ɀe nokusiŋgaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 14Ekisodho 14:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mozisi akapindura vanhu akati, “Musatya. Mirai nesimba uye muchaona kusunungura kwaJehovha kwaachakuitirai nhasi. VaIjipita vamunoona nhasi hamuchazovaonizve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 14Ekisodho 14:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Mosesi akati kuvanhu, “Musatya henyu, mirai, mugoona sununguro yaJehovha, yaachakuitirai nhasi, nokuti vaIjipiti vamaona nhasi, hamungazovaonizve nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 14Ekisodho 14:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Mosesi akati kuvanhu, “Musatye zvenyu, batai mwoyo. Nhasi uno muchaona kununurwa kwamuchaitwa naTenzi. Ivava vaIjipiti vamuri kuona nhasi, hamuchazovaonizve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 14