Ekisodho 1:8
Ekisodho 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo mambo mutsva, akanga asingazivi nezvaJosefa, akatanga kutonga muIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1Ekisodho 1:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino paIjipiti pakamuka mumwe mambo mutsva, akanga asina kuziva Josefa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1Ekisodho 1:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kwakazomuka mambo mutsva aitonga muIjipiti akanga asingazivi nezvaJosefi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1