Ekisodho 1:7
Ekisodho 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
asi vaIsraeri vakaberekana vakawanda zvikuru uye vakava vazhinji kwazvo, zvokuti nyika yakanga yazara navo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1Ekisodho 1:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vana vaIsiraeri vakaberekana, vakawanda kwazvo, vakava nesimba guru-guru; nyika yakanga izere navo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1Ekisodho 1:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi vana vokwaIsiraeri vakaramba vachingoberekana vachiwanda zvikuru, vakazova rudzi rune simba vakatekeshera nenyika yose yeIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1