Ekisodho 1:21
Ekisodho 1:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye nokuda kwokuti vananyamukuta vaitya Mwari, iye akavapa mhuri dzavo pachavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1Ekisodho 1:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino madzimbuya zvaakanga achitya Mwari, iye akavapa mhuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1Ekisodho 1:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pamusana pokuti vananyamukuta ivava vaitya Mwari, Mwari akavapa mhuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1