Ekisodho 1:17
Ekisodho 1:17 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi madzimbuya akaŋga acitya Mŋari, akasaita seɀaakarairwa namambo weEgipita, asi ʋakarega ʋanakomana ʋari ʋapenyu haʋo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1Ekisodho 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi, vananyamukuta vakanga vachitya Mwari, uye havana kuita zvavakanga varayirwa namambo weIjipiti kuti vaite; vakarega vanakomana vari vapenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1Ekisodho 1:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi madzimbuya akanga achitya Mwari, akasaita sezvaakarairwa namambo weIjipiti, asi vakarega vanakomana vari vapenyu havo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1Ekisodho 1:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vananyamukuta ivava vaiva vanhu vaitya Mwari. Havana kuita zvavakanga vaudzwa namambo weIjipiti, asi vakarega vana vakomana vari vapenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1