Ekisodho 1:12
Ekisodho 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi pavakanyanya kudzvinyirirwa ndipo pavakanyanya kuwanda uye nokupararira; saka vaIjipita vakasvika pakutya vaIsraeri
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1Ekisodho 1:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi vachiramba vachivanetsa, ivo vakaramba vachiwanda kwazvo, vachingopararira. Vakaora mwoyo nokuda kwavana vaIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1Ekisodho 1:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
VaIsiraeri pavaioneswa ndondo kudaro, ndipo pavakatonyanya kuwanda nokutekeshera nenyika yose iyoyo. Pamusana paizvozvi vaIjipiti vakatya vaIsiraeri zvikuru
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1