Esteri 8:2 - Enzanisa Shanduro Dzose
Esteri 8:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akabvisa mhete yake yechindori, yaakanga atorazve kubva kuna Hamani, ndokuipa Modhekai. Uye Esteri akamugadza kuti ave mutariri weimba yaHamani.
Pakurirana nevamwe
Esteri 8 BDSCEsteri 8:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akabvisa chindori chake chaakanga atora panaHamani, akachipa Modhekai. Esiteri ndokuita Modhekai mutariri weimba yaHamani.
Pakurirana nevamwe
Esteri 8 SNA2002Esteri 8:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Mambo akabvisa cindori cake caakaŋga atora panaHamani, akacipa Mordekai. Estere ndokuita Mordekai mutariri weimba yaHamani.
Pakurirana nevamwe
Esteri 8 SUB1949Esteri 8:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akabvisa ringi rake rechidhindo raakatorera Hamani ndokuripa kuna Modhekai. Esita akaisa imba yaHamani mumaoko maModhekai.
Pakurirana nevamwe
Esteri 8 SCLBEsteri 8:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mambo akabvisa ringi rake rechidhindo raakatorera Hamani ndokuripa kuna Modhekai. Esita akaisa imba yaHamani mumaoko maModhekai.
Pakurirana nevamwe
Esteri 8 SCLBD