Esteri 5:4 - Enzanisa Shanduro Dzose
Esteri 5:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Esteri akati, “Kana zvichifadza mambo, mambo ngaauye nhasi pamwe chete naHamani, kumabiko andakugadzirirai.”
Pakurirana nevamwe
Esteri 5 BDSCEsteri 5:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Esiteri akati, “Kana mambo achifara nazvo, mambo naHamani ngavauye nhasi kumafundo andakamugadzirira.”
Pakurirana nevamwe
Esteri 5 SNA2002Esteri 5:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Estere akati: Kana mambo acifara naɀo, mambo naHamani ŋgaʋaʋuye nhasi kumafundo andakamugadzirira.
Pakurirana nevamwe
Esteri 5 SUB1949Esteri 5:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Esita ndokuti, “Kana zvichikufadzai mambo, dai mambo naHamani mukambouyawo nhasi uno kumabiko andaitira imi mambo.”
Pakurirana nevamwe
Esteri 5 SCLBEsteri 5:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Esita ndokuti, “Kana zvichikufadzai mambo, dai mambo naHamani mukambouyawo nhasi uno kumabiko andaitira imi mambo.”
Pakurirana nevamwe
Esteri 5 SCLBD