Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Esteri 4:2 - Enzanisa Shanduro Dzose

Esteri 4:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi akangosvika pasuo ramambo chete, nokuti munhu akapfeka masaga akanga asingabvumirwi kupinda.

Pakurirana nevamwe
Esteri 4 BDSC

Esteri 4:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

akasvikawo pamberi pesuo ramambo; nokuti akafuka masaga haana kutenderwa kupinda pasuo ramambo.

Pakurirana nevamwe
Esteri 4 SNA2002

Esteri 4:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

akaȿika ʋo pamberi pesuʋo ramambo; nokuti wakafuka magumbu haana‐kutenderwa kupinda pasuʋo ramambo.

Pakurirana nevamwe
Esteri 4 SUB1949

Esteri 4:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Akandosvika mberi kwesuo guru rokwamambo asi haana kupinda nokuti hapana aikwanisa kupinda pasuo guru rokwamambo akapfeka masaga.

Pakurirana nevamwe
Esteri 4 SCLB

Esteri 4:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Akandosvika mberi kwesuo guru rokwamambo asi haana kupinda nokuti hapana aikwanisa kupinda pasuo guru rokwamambo akapfeka masaga.

Pakurirana nevamwe
Esteri 4 SCLBD