Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Esteri 3:5 - Enzanisa Shanduro Dzose

Esteri 3:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Hamani akati aona kuti Modhekai akanga asingamupfugamiri kana kumuremekedza, akatsamwa kwazvo.

Pakurirana nevamwe
Esteri 3 BDSC

Esteri 3:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino Hamani akati achiona kuti Modhekai haakotami kana kumupfugamira, Hamani akava neshungu kwazvo.

Pakurirana nevamwe
Esteri 3 SNA2002

Esteri 3:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino Hamani wakati aciʋona kuti Mordekai haakotami kana kumufugamira, Hamani akaʋa neshuŋgu kwaɀo.

Pakurirana nevamwe
Esteri 3 SUB1949

Esteri 3:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Hamani, paakaona kuti Modhekai akanga asingapfugami kana kumugwadamira akaviruka chaizvo nehasha.

Pakurirana nevamwe
Esteri 3 SCLB

Esteri 3:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Hamani, paakaona kuti Modhekai akanga asingapfugami kana kumugwadamira akaviruka chaizvo nehasha.

Pakurirana nevamwe
Esteri 3 SCLBD