Svetukira kuzviri mukati

Esteri 3:13 - Enzanisa Shanduro Dzose

Esteri 3:13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Matsamba aya akatumirwa navatakuri vamatsamba kunyika dzose dzamambo Zekisesi dziine murayiro wokuparadza, kuuraya, nokupedza vaJudha vose, vadiki navakuru, vakadzi navana vadiki, nokupamba zvinhu zvavo, nezuva rimwe chete, pazuva regumi namatatu romwedzi wegumi nemiviri, iwo mwedzi waAdha.

Esteri 3 BDSC

Esteri 3:13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

N’wadhi dzikatumwa nenhume dzinomhanya kumativi ose enyika dzamambo, kuti vaJudha vose, vaduku navakuru, navana vaduku, navakadzi vaparadzwe nokuurawa nokupedzwa pazuva rimwe, pazuva regumi namatatu romwedzi wegumi nemiviri, uri mwedzi weAdhari, uye nenhumbi dzavo dzose dzipambwe

Esteri 3 SNA2002

Esteri 3:13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ŋwadi dzikatumŋa nenhume dzinomhanya kumatiʋi ose enyika dzamambo, kuti ʋaJuda ʋose, ʋaɗuku naʋakuru, naʋana ʋaɗuku, naʋakadzi ʋaparadzwe nokuʋurawa nokupedzwa pazuʋa rimŋe, pazuʋa regumi namatatu romŋedzi wegumi nemiʋiri, uri mŋedzi weAdari, ʋuye nenhumbi dzaʋo dzose dzipambge

Esteri 3 SUB1949

Esteri 3:13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kwakatumwa vokumhanya namatsamba kunyika dzose dzamambo aiti kuparadzwe, kuurayiwe, kutsakatiswe maJudha ose zvawo; vakuru navadiki, vakadzi navana nomusi mumwechete musi wegumi nechitatu womwedzi wegumi nechipiri, mwedzi waAdhari uye kupambwe zvinhu zvavo.

Esteri 3 SCLB

Esteri 3:13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kwakatumwa vokumhanya namatsamba kunyika dzose dzamambo aiti kuparadzwe, kuurayiwe, kutsakatiswe maJudha ose zvawo; vakuru navadiki, vakadzi navana nomusi mumwechete musi wegumi nechitatu womwedzi wegumi nechipiri, mwedzi waAdhari uye kupambwe zvinhu zvavo.

Esteri 3 SCLBD