Esteri 2:6 - Enzanisa Shanduro Dzose
Esteri 2:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akanga atapwa kubva kuJerusarema naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi, ari pakati paavo vakatapwa pamwe chete naJehoyakini mambo weJudha.
Pakurirana nevamwe
Esteri 2 BDSCEsteri 2:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
akanga atapwa Jerusaremu, pamwechete navatapwa vakanga vatapwa naJekonia mambo waJudha, wakanga atapwa naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi.
Pakurirana nevamwe
Esteri 2 SNA2002Esteri 2:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
wakaŋga atapxa Jerusarema, pamŋe cete naʋatapxa ʋakaŋga ʋatapxa naJekonia mambo waJuda, wakaŋga atapxa naNebukadnezari mambo weBabironi.
Pakurirana nevamwe
Esteri 2 SUB1949Esteri 2:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Modhekai uyu akanga atakurwa kuJerusaremu mukati menhapwa dziye dzokuendwa nadzo pamwechete naJekoniya mambo wokwaJudha akatapwa naNebhukadhineza mambo weBhabhironi.
Pakurirana nevamwe
Esteri 2 SCLBEsteri 2:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Modhekai uyu akanga atakurwa kuJerusaremu mukati menhapwa dziye dzokuendwa nadzo pamwechete naJekoniya mambo wokwaJudha akatapwa naNebhukadhineza mambo weBhabhironi.
Pakurirana nevamwe
Esteri 2 SCLBD