Esteri 2:5 - Enzanisa Shanduro Dzose
Esteri 2:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino munhare yeShushani maiva nomuJudha worudzi rwaBhenjamini, ainzi Modhekai mwanakomana waJairi, mwanakomana waShimei, mwanakomana waKishi
Pakurirana nevamwe
Esteri 2 BDSCEsteri 2:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino paShusha panhare yamambo pakanga panomuJudha, ainzi Modhekai, mwanakomana waJairi, mwanakomana waShimei, mwanakomana waKishi, muBhenjamini
Pakurirana nevamwe
Esteri 2 SNA2002Esteri 2:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino paShushani panhare yamambo pakaŋga panomuJuda, wainzi Mordekai, mŋanakomana waJairi, mŋanakomana waShimei, mŋanakomana waKishi, muBenjamini
Pakurirana nevamwe
Esteri 2 SUB1949Esteri 2:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Guta reSusa, guta guru romuzinda wamambo maiva nomumwe murume muJudha ainzi Modhekai mwana waJairi mwana waShimei ari mwanawo waKishi wedzinza rokwaBhenjamini.
Pakurirana nevamwe
Esteri 2 SCLBEsteri 2:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Guta reSusa, guta guru romuzinda wamambo maiva nomumwe murume muJudha ainzi Modhekai mwana waJairi mwana waShimei ari mwanawo waKishi wedzinza rokwaBhenjamini.
Pakurirana nevamwe
Esteri 2 SCLBD