VaEfeso 6:2-3
VaEfeso 6:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Remekedza baba naamai vako.” Uyu ndiwo mutemo unotanga kutaura uine chitsidzo kuti zvikufambire zvakanaka uye kuti ugare nguva ndefu panyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 6VaEfeso 6:2-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Kudza baba namai vako,” ndiwo murayiro wokutanga une chipikirwa, “kuti uitirwe zvakanaka uye kuti ugare upenyu hurefu panyika.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 6VaEfeso 6:2-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kudza baba vako namai ndiwo murayiro wokutanga une chipikirwa kuti uitirwe zvakanaka, ugare nguva refu panyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 6VaEfeso 6:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Remekedza baba naamai vako.” Uyu ndiwo mutemo unotanga kutaura uine chitsidzo kuti zvikufambire zvakanaka uye kuti ugare nguva ndefu panyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 6