VaEfeso 6:18
VaEfeso 6:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
munyengetere nguva dzose nokunyengetera kwose nokukumbira muMweya, muchirinda pazvinhu izvi nokutsunga kwose nokukumbirira vatsvene vose
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 6VaEfeso 6:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye munyengetere muMweya nguva dzose nemhando dzose dzeminyengetero nemikumbiro. Muine izvi mupfungwa dzenyu, murinde uye murambe muchinyengeterera vatsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 6VaEfeso 6:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
munyengetere nguva dzose nokunyengetera kwose nokukumbira muMweya, muchirinda pazvinhu izvi nokutsunga kwose nokukumbirira vatsvene vose
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 6VaEfeso 6:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Namatai nguva dzose muina Mweya. Itai minamato nemikumbiro. Nechikonzero ichochi garai makangwaririra musingamborasa mwoyo muchikumbirira vatsvene vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 6