VaEfeso 6:17-18
VaEfeso 6:17-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Torai nguwani yoruponeso nomunondo womweya, iro shoko raMwari. Uye munyengetere muMweya nguva dzose nemhando dzose dzeminyengetero nemikumbiro. Muine izvi mupfungwa dzenyu, murinde uye murambe muchinyengeterera vatsvene.
VaEfeso 6:17-18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Torai ngowani yoruponeso, nomunondo woMweya, iro shoko raMwari; munyengetere nguva dzose nokunyengetera kwose nokukumbira muMweya, muchirinda pazvinhu izvi nokutsunga kwose nokukumbirira vatsvene vose
VaEfeso 6:17-18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dzikai mumusoro ruponeso senguwani muine bakatwa raMweya zvichireva Shoko raMwari. Namatai nguva dzose muina Mweya. Itai minamato nemikumbiro. Nechikonzero ichochi garai makangwaririra musingamborasa mwoyo muchikumbirira vatsvene vose.
VaEfeso 6:17-18 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Torai ŋgowani yoruponeso, nomunondo woMŋeya, iro Shoko raMŋari; munyeŋgetere ŋguʋa dzose nokunyeŋgetera kwose nokukumbira muMŋeya, mucirinda paɀinhu iɀi nokutsuŋga kwose nokukumbirira ʋatȿene ʋose
VaEfeso 6:17-18 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)