VaEfeso 6:13-14
VaEfeso 6:13-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo shongai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMwari, kuti panosvika zuva rakaipa, mugokwanisa kumira, uye mushure mokunge maita zvinhu zvose, kuti mumire. Zvino mirai nesimba, makasunga bhanhire rechokwadi muchiuno chenyu, nechidzitiro chechipfuva chokururama
VaEfeso 6:13-14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka torai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMwari, kuti mugone kudzivisa pazuva rakaipa, nokuramba mumire mapedza zvose. Naizvozvo mirai makasunga zviuno zvenyu nechokwadi, makapfeka chidzitiro chechipfuva chokururama
VaEfeso 6:13-14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo torai zvose zvokurwisa nazvo zvaMwari kuti mukwanise kumira pazuva iroro rinenge rakaipa. Kana marwisa zvakaomarara zvazvo kudaro imi mucharamba makamira. Saizvozvo mirai makazvisunga zviuno zvenyu nechokwadi sebhande makapfeka demautare rapaditi rokururama.
VaEfeso 6:13-14 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Saka torai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMŋari, kuti mugone kudziʋisa pazuʋa rakaipa, nokuramba mumire mapedza ɀose. Naiɀoɀo mirai makasuŋga ɀiʋuno ɀenyu neɀokwaɗi, makapfeka cidzitiro cecifuʋa cokururama
VaEfeso 6:13-14 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)